Speaking during a crusade attended by his followers at Chipadze High School last weekend, Holy Word Embassy International Ministries leader Prophet Shepherd told President Mnangagwa that his enemies will not succeed.
Prophet Shepherd said this while referring to the explosion at a Zanu-PF rally at White City Stadium that claimed two lives and injured 47 people. Said Prophet Shepherd:
As you are aware, there was an attempt on the life of President Mnangagwa recently at White City Stadium. I say to him, the Lord is with you. No matter how hard they might fight you, they will not succeed because the Lord will deliver you. In Jeremiah 1 verse 19, the Word of God says they shall fight against thee, but they shall not prevail against thee; for I am with thee saith the Lord, to deliver thee.
More: Herald
the most favored one ED
sure plus time yake haisati yakwana
vanoukura vachingoukura isu tichingotongaaaa
mufudzi akanaka ndiye anomufudza ndiye anomuchengeta
haa emmerson igamba varume ndanga ndisiri kumuziva
its clear that ED is still loved by his God because he has escaped so many dearth penalties
nguva yavo inokwaniswa naMwari va mnangagwa kwete nevanhu
hapana asingafi
dai waro maramba muchiwedzerwa mazuva panyika ino mune basa rekudzoredzera zimbabwe pakanaka baba
zimbabwe is now going to be the bread basket just like before
E.D is God sent for sure tarisauone kupotswa kwaanoitwa nemhandu ….
even nana mbuya nehanda vakasiya vataura wani kuti E.D ndiye achanunura Zimbabwe and time yake ichasvika asi ichanonoka saka E.D akachengetedzwa naMwari nevadzimu vedu vemuZimbabwe
only God will take his life vamwe vese dai matombo musiya
vamwe ma prophets are afraid to come out kuma papers vachitaura but i remember my prophet sometime in 2002 Dec he said he saw one of the top gvt officials acha tryer kuurayiwa nevamwe vake asi zvakadaro Mwari vanomunzvengesa kakawanda and ndiye achaunza change munyika…
haiwawo maprophets anongotaura chero nekuda kufarirwa ava
the problem is you want the prophets to tell you zvamunenge muchida kunzwa rather than them telling you what they are told by GOD,musatambe naMwari vanhu imi
why is it that all these time hapana aitaura nezvazvo
prophets were just afraid to tell the world remember Jesus was chased from his city because ainzi arikunyeba thats the same …kana Jesu vakambodzingwa koivo vanhu nje vaizotourayiwa zve nana Bhobho
The devil is the do destroy but as long as you with God you will conquer #2018 ED muoffice
Vanhu I guess vazvinzwa zvavanga vagara vachida kunzwa ini dai hangu ndiriChamisa ndaitodzikama zvangu
Chamisa akungoenda kumaElections kuti zvingonzi naye ayiveko but chokwadi tese takungozviziva
It was very clear to all of us that ED will win the elections😂😂thank you papa for telling everybody
Ko why didn’t this pastor prophecy abt kudzoka kweBrazil kumba
God has spoken lets finish the job on 30 july. Vote ED
Ngativapeyi nguva tione kutadza kwavo inini I believe kt vanogona kutibatsira bcoz these guyz knwz pavaikanganisa so they are doing corrections thank you
Kana Mugabe taiti akaiswa namwari bt takazomubvisa cey ngatiregeyi kutaura zvamwari ngativavhotereyi chete politicx iz about lies nd promoting their intrests only
ED Pfee 30 july…!
bible rinoti nyika iri musimba rewakaipa kureva satan ndiye anotungamira zvese kt basa ake azadziswe anochengetedza vake i dont think Mwari wechokwadi anechekuita nezanu