Full Lyrics: Tocky Vibes Sings Against State Violence – Zvitori Nani #ShutdownZimbabwe

Below the lyrics of new Tocky Vibes song Zvitori Nani, in Shona and then in English

Ini handichina nguva yekubigger masoja
Vanongotirova zuva nezuva ndapota
Kwahi boss vatituma ndivo ka vakosha
Uchiuraya hama dzako

Zvino ndakutotanga nekudissa masoja
Zvimwe ramba tese wani tiri maroja
Ndauya nemoto wekupisa masoja
Zvimwe ramba tese wani tiri maroja

Handiti hamurambe, kana varungu venyu vakutumai
Inini handirambe, kana mwari wangu anditumawo
Handiti hamurambe, kana maboss enyu akutumai

Chorus:
Zvitori nani kurwira vanhu, Pakurwisa vanhu
Zvaiva nani kuuraya hunhu, Pakuuraya munhu
Zvitori nani kurwira vanhu, Pakurwisa vanhu
Zvaiva nani kuuraya hunhu, Pakuuraya munhu

Handitika ka Isirairi yoda kubuda pahutapwa
Zvabhuya mwari, amweni achatorwara
Rambai muchiomesa moyo mazvihwa
Tichashinga moyo seshumba

Basa rekutumwa rakangooma zvaro
Vakakomborerwa vanobata nemaoko avo
Zvimwe uchatumwa kunobata chibharo
Kana kuuraya ane nharo

Chorus

Nemi mapurisa mutye Mwari mazvihwa
Zvimwe hazvisi zvekungonzi enda unosunga
Vanhu hadzisi mhuka
Vanhu hatisi mhuka

Usandikandira mateargas,
Dai matotipa gas iroro tibikise
Garai pasi
Dai matondipa gas iroro tibikise

Vasingagoni kutiza vanoparara
Vasina kwekutizira kungoparara
Varipo vakaremara
Vana havagoni kutiza kungoparara

Chorus till fade

 

English Version

I don’t have time anymore to praise soldiers
They beat us every day, I say
We’ve been sent by our boss, they say
While killing your own

Now I’m dissing soldiers
You should refuse to be sent, don’t we all rent the houses we live in?
I’ve come with fire to burn the soldiers
You should refuse to be sent, don’t we all rent the houses we live in?

Isn’t you don’t rufuse, when you superiors send you?
I also don’t refuse, when God sends me
Isn’t you don’t refuse when your bosses send you?

Chorusx2
It’s bettter to fight for the people, instead of fighting the people
It’s better to kill bad behaviour, than kill the person

When Israel wanted to leave slavery
God said some of you will get ill
If you keep on hardening your hearts
We will also harden our spirit like the lion

Being sent to do something is hard
Blessed are that work for themselves with their hands
You will be sent to rape,
even to kill those that are stubborn

chorus

Even you the police, you should fear God
You can’t just be sent to arrest people arbitrarily
People are not animals
We are not animals

Don’t throw that teargas at me
Give me the gas so I use to cook meal
Sit down
Give me the gas so I use to cook meal

Those that can’t run will perish
Those with nowhere to run to will perish
We have the disabled among us
Children can’t run, they’ll perish

Related:

Download the Pindula App for a better user experience.

Join WhatsApp & Telegram News Groups:

WhatsApp Group: https://chat.whatsapp.com/Lola0p7vo0W5H9lM3o5HCH


Telegram Group:

Back to top

Write a Comment

Your email address will not be published. Required fields are marked *