Nelson Chamisa’s chief election agent Jameson Timba has alleged that the Zimbabwe Electoral Commission (Zec) has designed the ballot papers for the presidential election to give prominence to President Emmerson Mnangagwa. Timba said that the opposition had received information that instead of using the traditional single column for all candidates, which would have resulted in Mnangagwa’s name appearing somewhere in the middle, Zec had opted to use two columns. He further alleged that the first column would have 14 candidates which would result in Mnangagwa appearing at the top in the second column which would contain only 9 candidates.
Said Timba,
The layout was designed to benefit one principal who is Zanu PF candidate ED Mnangagwa
people always try to find something bad about E.D it doesnt matter kuti ndiani ari pamsoro or pazasi handiti munhu ndiye anoziva munhu waanoda kuvhotera anongo voter zve machinja hamufunge
hapana munhu anovhotera munhu waasingade nekuti waaida aiswa pazasi hazvimbofa zvakaita izvozvo….munhu anongovhota panemunhu wake zve
the pipo of zimbabwe knw what they want and all your accusations and trying to put E.D or ZANU PF on a bad picture wont change anything i think its rather you keep quiet kusvika maresults abuda
asi but vaJameson Timba mungati kuiswa kwa E.D pamsoro kunoita kuti tkanganwe pekuvhotera here ?veduwe manyanya kungo complainer im now ashamed of my party mufunge
hahahha mdara zvamunenge munhu mukuru wani. Dont be desperate to that extent. Makutoita maZimbabwe madofoka.
Mbwende, chaidzo, that’s the problem of having MA amateur muparty kkkkk. Kuzoti nembanje dzamakapiwa, it seems that ma opposition vari kudhakwa to much. Running out of themselves
taurai vaTimba mazanu ajaira kuba haaaa fokoro mhani
muchamama kana mwechiti zanu inopa mabasa muchaona
Manje MDC KANA muchiita MANYOKA before vote mukaruza munobva matosaya
Maakungoti zvese kubirwa,ma photos amaida makapuwa,ballot printing process makaona,..kkkk muchaguma maaku ku voter kwacho kubira.MDC magumirwa
37 YRS UCHINYORA UCHIFOIRA HAZVI BATSIRI IBVAAPO PANE PAUNGAZOGONA HERE? MAROHWA KARE ZANU PF
ZANU PF IS GOOD EXAMPLE OF MADOFO NYIKA YAPARARA NOKUDA KWENYU HAPANA ZVAMONOZIVA CORRUPTION CHETE. NDODZAMUNOGONA.
Asingazivi party yake ndiani gezhenge iro? Utununu ndiho whakazara.Grow up
Show the voters the ballot paper.
Zimbabwe people grow up. Ballot paper radini. #ed pfee whether pa 3, 5, 9, 14, 15. I know my #ed and my Zanu Pf Party. I know where to place my X.
MDC is a complaining machine typical of non performers
Mirai tione zvinobuda musarudzo y predicting zvisipo
Kkkkkk hayas ndashaya remuromo.saka paexam munodini kuramba kunyora muchiti iyo number one madii kuita yekupedzisira
I used to hate ZANU PF but pandakazotanga kuburner mari nekutengesa fuel pablack market mari yandavakuita soo i will vote for it zvirambe zvakadai,