First Lady Grace Mugabe has slammed lazy ministers and legislators who are neglecting their duties. Speaking in Chivhu yesterday at the Chikomba West Education and Development Celebrations, the outspoken first lady said:
I would like to encourage all of us to remain united and work with the sense of common purpose, tibatane senyika. Tinofanira kubatana nekuti muvengi anenge akatarisa kuti vanhu veku Zimbabwe varikumboitei.
Ndataura ndikati isusu tiri nyika yakakomborerwa nema natural resources, asi kune vamwe vane shanje kuti imi mwari makarangarirei zvivanhu zvitematema zviya muchivapa zvatisina isu.
Vakatitarisa usiku nemasikati vachida kudyara pakati pedu vanhu vanokonzeresa nyonga nyonga kuti tisawirirane.
Tikaona vanhu vakadaro vachiuya pakati pedu ngatingwarirei kuti kwete ndezvedu takapiwa namusiki akaona zvakakodzera kuti iyesu neganda redu dema dema zvive zvedu.
More: Sunday News
Back to top