HomePolitics

Mugabe Approves $3.6 Million Budget For Cars For ZANU-PF Youth and Women's League Executives

6 years agoSun, 08 Oct 2017 05:53:29 GMT
Share on FacebookShare on TwitterShare on LinkedIn
Mugabe Approves $3.6 Million  Budget For Cars For ZANU-PF Youth and Women's League Executives

President Robert Mugabe has revealed that he has approved a USD3.6 million car budget for the leadership of Zanu-PF Youth League and the Women’s League. The cars are expected to arrive in late October or early November and will be used for the 2018 Elections. Speaking at the Zanu-PF Youth League National Assembly meeting in Harare on Saturday, Mugabe said:

It has been a long day for you.

We met your executive for quite a long period. Vanga vaine zvichemo. Chichemo chikuru change chiri chekuti tinoda zvekufambisa kuti tiorganise ma elections. Yah, changa chiri chichemo. Ah, zvino kana ndichinzwa chimbo kuti mudhara achauya, eh mudhara auya zvechokwadi.

Vandiudza kuti tinoda mota dzema executive 40 nenhengo dze leadership to make them 50. Rudzi rwacho vandiudza VaChombo

Mai Mugabe vabva vati nesuwo kumadzimai. Zvikanzi pamwe chete dzichadarika about US$3 million plus five, US$3,5 million or thereabouts, or US$3,6 million. Tikati aiwa, tichanotarisa dura. I think tatarisana nema Vice-Presidents naSecretary for Administration kuti kuya kwatakadyara mbeu dzakabereka here? Ini ndinopota ndichisora (kusora munokuziva?) kudongorera kuti ah tasvika papi patakaedza kuchengetedza patakanga tiinapo?

HOT DEALS:
itel A70 -
(128GB, 3GB RAM) $89,
itel A70 - (256GB, 4GB RAM) $99
itel P40
(128GB, 4GB), (6000mAh) $99
itel P40
(64GB, 4G), (6000mAh) $93
Cash on Delivery in Harare & Bulawayo. Tinotumira kwamuri inosvika.

WhatsApp: 0783 450 793

More: Sunday Mail

Tags

0 Comments

Leave a Comment


Generate a Whatsapp Message

Buy Phones on Credit.

More Deals
Feedback