Grace Mugabe recounts airport car accident, praises God she can still walk

Speaking at her sister Mrs Junior Gumbochuma’s birthday, First Lady Grace Mugabe recounted the accident that happened at Harare International Airport about a week ago. She also said that it is a miracle that she can still walk.

Said Mugabe:

Takanga tichibva kuSingapore. We landed on Saturday morning at around 7.30am. I remember that vividly and there were people of course waiting to receive us. So ini ndakamira nesome officials from state occasions and paside pavo panga pakamira VaMushohwe (Information, Media and Broadcasting Services Minister). We were actually talking about this programme (Mrs Gumbochuma’s birthday party). So tirikutaura, tichitaura. I did not realise that the President was already in the car, so I was told ahh Amai, President is already in the car chipindai mumota. As I moved towards the car, there was another vehicle close by and ini ndirikufamba and musikana arikuteera nebag rangu. Pandakati ndipinze muviri wangu mumota gumbo rangu iri..vhiri remotikari ranga riripadhuze and ndakuti ndipinde mumota, I do not know kuti driver akapindwa nei and set the car in motion. I am telling you ndakatsikwa nemota, armoured car, believe me, ndakatsikwa, gumbo rikacrashwa zvekuti ndaifunga kuti handifambe futi for the rest of my life. Ndakafunga kuti I had multiple fractures but let me tell you Mwari ariko, Mwari ariko. I am walking with a bit of pain, handizi munhu anoyema, gumbo rakandirwadza. Ipapo ndakarwadziwa ndakafunga kuti hapana kwandichaenda. Even shoes I thought I was not going to be able to wear (shoes) for the rest of my life.

Ndakatsikwa zvechokwadi nemotikari, makazongonzwa iri story, but ndakatsikwa zvechokwadi ndakambonzwa vanhu vachiti ndakambotsikwa nemota ndikamuka, it is a miracle kuti ndirikufamba. Zvakaitika. Saka ndozvandanga ndichiti ukanamata dzimwe nguwa unorwirwa. Kune vanosandudzira mhepo, mweya yerudzi. All that we must pray so that Mwari anenge anewe. That day ndakawona ruwoko rwaMwari.

More: Herald

Back to top

Write a Comment

Your email address will not be published.


RSS Recent Profiles Created

Satisfaction survey
How likely is it that you would recommend Pindula News to a friend or colleague?
SuggestionsHow can we improve?
You have already submitted your feedback. If you would like to add more feedback please write us on hello@pindula.com.