News dzinondisvota BUT handidi kusara

Pindula is useful in different ways to different people. We particularly found this letter from a reader interesting and we thought we’d share it. We love receiving such letters and invite you to write us using the feedback section below or sending an email to hello@pindula.com 

Dear Pindula

Inini ndinonzi Tinashe. I just thought I would share why I like Pindula.

So, for a very long time news dzanga dzakundibhowa zvisingaite. The problem was kuti manewspapers haatiudze just news semaitikiro adzinenge dzaita especially papolitics apa. Vanotiudza vachiratidza kuti vane side ravakarerekera.

Sometimes zvaindipa hasha, sometimes zvaiita kuti ndinzwe kunge manewspaper aya anonditora kunge mwana mudiki. Dzimwe nguva zvaingobvisa trust kuti maybe I was being manipulated by the news I read.

Challenge yandaisara nayo though was kuti pese pandaitora decision yekusaverenga news zvachose ndaisara ndichingonzwa kunge handiskuziva zvirikuitika out there. Ko kukamuka kuine hondo and I don’t even know? So ndaidzokera back to the news then all the negative feelings ndoramba ndiinawo.

How Pindula has helped me

When I discovered Pindula News ndakafara zvisingaite. To me ndinoona sekunge Pindula inongotaura zvaitika and why zvakakosha. I don’t think Pindula tries to manipulate me one way or the other. I don’t know kana zvirizvo zvamunoita deliberately but yah ndozvandinoona kuside kwangu.

Pamakazondipedzera guys is when you made it possible kuti ndiverenge news dzenyu pa app yenyu ndisina kana bundle. Well done guys. Internet inotidhurira and it’s very useful kuti now handisare pane zvirikutika because my Pindula App works paEconet even ndisina data bundle.

Chiitayi kuti vamwe vakwanise kudownloada app yacho vasina bundle as well. Are you doing this already?

Thank you

Back to top

Write a Comment

Your email address will not be published. Required fields are marked *