Mtukudzi’s First Wife, Melody Will ‘Never Forgive’ Second Wife Daisy For ‘Snatching’ Her Husband

Oliver Mtukudzi’s first wife, Melody Murape has vowed that she will never forgive the late musician’s second wife, Daisy.

Mtukudzi married Melody on 24 February in 1979. The couple is said to have broken up after Mtukudzi met Daisy. Melody is still bitter because Daisy ‘snacthed’ her husband.

Melody has two children with Mtukudzi, Selmor and Sandra. Speaking in Norton during the funeral wake of the late iconic singer Melody:

I am the first lady and that does not change. I loved Tuku and I know he loved me back and he died loving me and there is a Shona proverb ‘pane vana haparambanwe’.

Each time he spoke to the children, Selmor or Sandra, he would ask about me and he would tell them I dumped him. I told him ‘I love you but you know the reason why I left.

I worked at … bank and Tuku was a client there and each time he visited we would meet and greet.

… When I got pregnant about 10 years later, Tuku was angry. I remember we met while sending Selmor to school and he was like ‘Selmor, mhama vako inhumbuka iyo (Your mother is pregnant)?’ He was pained. That showed he loved me. I did that to prove that I had moved on and to stop some stories.

She recalled the early days of their marriage with nostalgia. She said that everything went south when Daisy came into the picture:

Everything was fine until the time she (Daisy) came… I will never forgive Daisy for that and may be one day God will intervene, I don’t want to lie that I have forgiven her, I have not.

I gave birth to Selmor when she had come, I tried to hold on thinking she would let go of my husband but she could not and I decided to leave.

More: Daily News

Comments

Back to top

26 comments on “Mtukudzi’s First Wife, Melody Will ‘Never Forgive’ Second Wife Daisy For ‘Snatching’ Her Husband

  1. Wait . There are women in 2019 for blaming other women for “stealing ” their husbands ? Are you serious? If your husband wanted to be with another woman it is not the woman’s fault. Her husband made the decision he should be held accountable not the
    Woman. this is insane

  2. Wait . There are women in 2019 in blaming other women for “stealing ” their husbands ? Are you serious? If your husband wanted to be with another woman it is not the woman’s fault. Her husband made the decision he should be held accountable not the
    Woman. this is insane

  3. Tuku n Daisy were married for more than 30years. Why is she telling her story today? I think its good for Mom Melody to focus on her relationship than kuda kutadzisa Daisy kuchema murume wake. Akamuramba zvakapfuura. Handiti vainzi usaende ivo vakati ndoenda barika ragara ririko munhu unotoshingirira imba yako hakunawo mabarika kwaMurape uuuuu veduwe dai mambosiyawo mkadzii uyu achema zvakanaka. Makasiya Tuku asiti ava big fish then Daisy stood by him makuda kutii manje. Maifunga kuti Tuku acharamba ari that slim tall dark boy singer anorenta dzimba ndiMwari zvamakasiya siyai zvachose.

  4. Why today nekuti haasisipo makatiza Tuku caz anga asati ava nemari mukaenda kunevane mari garai ikoko makanyarara kuda kunyorwawo mumaNewspaper uko. Kkkkkkkk Makadii kutizivisa mdara vachiripo. Makanyarara nyaya yenyu muridzi achiripo tokumbira musazvifumurise munyarare nekusingapere pere

  5. Even if you don’t forgive you think you can change anything in Daisy’s life. Hate her more you are not God dear. You moved out of this marriage running away naOfficer now that Daisy is enjoying the fruit s of her labour you want to disturb her. You want property hahaha ndeya Daisy yenyu ndeyamakaitawo kwamuri kana musisikozve muchadya izvozvo. Team Daisy taramba tsimbe dzinoda kudya pfuma yakasadhararirwa nevamwe. Imbotarisawo kuvaka kwakaita Daisy kumadziva she is a virtuous women. Well done svovi yamdara

  6. Haunyare Melody, barika was more popular till first decade of the 20th sentury. So taura chete kuti unodawo kuruma nhaka. Even right now barika ririko.

  7. After so many years after divorce you still cannot forgive Daisy. For starters you need to realise that Oliver was not snatched he was a willing party so he is the one responsible for your heartache. Why do we as women absolve men from wrong doing when they commit adultery. Forgive and move on, its for your own good. You can’t move on in life if you if continue to be bitter. Life goes on. Focus on yourself and the future.

  8. Pliz Melody keep quiet you are making a lot of noise. you a greed. What has blessed you with be thankful musachiva zvakashandwa naDaisy. She deserves everything she was there for Tuku every minute every hour everyday. Munoti havana kumbotadzirwa here mai Samantha asi vakaramba vakashinga. Imi nehundururani hwenyu mukati handinzwaro ini kkkkkk makazviruza zvino heyo yambiro siyanai naDaisy mukuda kungoonekwawo hamuna chenyu ambuya vaboy. Endaiwo kunababa vemwana wenyu . Kana vasisipo garai nebundu renyu rufu rwurikuuya muchazonoudza musiki kuti ndiDaisy akaroorwa nemurume wangu Mozotiudzawo kiti makaburei panyika makazviruza kudenga mozviruzazve aaaaa

  9. Chembere iyi inonzi melo inondirwadza ,, ndiyo yakatiza murume asi yotanga kuhumana nhasi Tuku wedu afa ,,, Ah inga makanonhumburiswa wani … Ukooo endai kuchikombachenyu. Nxaaaa

    Asi akakunhumburisai haana mari kani .. Huyai kuno ndikupei imwe nhumbu ini Chitova Chitova handiguti ne Mukadzi one .. kkkk usatambe Melo…

  10. Uuuu uyu munhu anonzi melody murape uyu ipfambi yemakoko zera racho vanhuwe rinongorotomoka everyday kungotaura murume warakatiza. Aaaa veduwe tapfidza nepfambi iyi vanhu vekwaMurape pliz help us. Let our hero rest in peace nhai MERODI. Kuzvikudza waikunyanya ndosaka wakatiza murume nekuti kumba kwenyu kwaive nemari ukati haungagare nemurume asina mari ndokutiza nechikomba inga varume vazere wakumuda Tuku nhasi nemhaka yei. Daisy akashingirira kugara nemunhu asina mari kusvikira asimuka saka chawakutaura chii everyday kungotaura. Nyarawo urimunhu akura iwe. Vakuwasha vachiona kufumuka kwako kwese so uuuuu nyarawo mhani. Ko icho chikomba chekukunhumburisa hachichabatika here. Aiwa ukada kuita sezvinonzi unooengaka tozokuudza hujoki hwako hwese manje. Kuda kuti vana vavenge baba vavoka uku. Ndomabasa epfambi dzinoda kuparadza chete. Uuu dai Mwari vakatora iwe

  11. Kutiza murume kuenda pabarika hausi hudutye here varume. Melody idutye. Hezvo wakungohumana imbotiudzawo nezvawakabvira kwechitwo uko.

  12. Chokwadi mukadzi uyu ipfambi ndazviona. Kuda kuwanawo pfuma uku. Kuda zviri easy sehonye. Pamberi papera basaka munochepa atete.

  13. Tendeukai amai nekuti nemiwo makadzawo muupenyu hwenyu. Saka tendeukai. Makapaka vana venyu spirit of bitterness which is wrong. You are bitter for nothing you are the one who movd out of your marriage thinking that things are going to be sour to Tuku n Daisy uuuuu makaronga dondo moms. Maiti mari yababa venyu ndeyenyu here? Chikomba chinokuda uri pamurume ukabva chikakumitisa ukazvara chinotiza ndoyamakatambwa kuti muchidzoka kwaTuku hazvichaita chikomba chaenda kumukadzi wacho hey uuuuu ndokunzwirai tsitsi nekuti makaronga asi Mwari ndovagadzira nhanho dzemunhu. Chinorwadza ndechekuti moyo wenyu pamabasa ose akaipa amakaita hamusi kumaona hamusikuda kutendeuka motoda kublama mumwe munhu ko imi gadzirisai kunyangwe muromo wenyu unotoda kakey kuti murege kungorotomoka zvinokushoresai. Mukasaregerera Daisy munowanei Mwari vakubatsirei mai vangu ndapota

  14. Can’t stop laughing. This “Anonymous” is the same person commenting 20 times. Haa. Wazodzoka wonyanya. Melo akutoita noise shoma panewe.

  15. Kkkkkkkk Anonymous arikuzvifonera. It’s either Daisy or her friend kkkkkkkk. Just one person arikufona all the way. Takubata. Daisy is home wrecker and nothing can change that.

Write a Comment

Your email address will not be published.