Zimdancehall artist Tock Vibes, real name Obey Makamure, released an explosive track titled “Zvitori nani” castigating the violence that is being unleashed by security forces against defenceless civilians.
The song comes after the government deployed armed soldiers and police across the country to quell protests that broke out on Monday in response to a fuel price hike announced by President Emmerson Mnangagwa. Below the lyrics of new Tocky Vibes song Zvitori Nani, in Shona
Verse1:
Ini handichina nguva yekubigger masoja
Vanongotirova zuva nezuva ndapota
Kwahi boss vatituma ndivo ka vakosha
Uchiuraya hama dzakoZvino ndakutotanga nekudissa masoja
Zvimwe ramba tese wani tiri maroja
Ndauya nemoto wekupisa masoja
Zvimwe ramba tese wani tiri marojaHanditi hamurambe, kana varungu venyu vakutumai
Inini handirambe, kana mwari wangu anditumawo
Handiti hamurambe, kana maboss enyu akutumaiChorus:
Zvitori nani kurwira vanhu, Pakurwisa vanhu
Zvaiva nani kuuraya hunhu, Pakuuraya munhu
Zvitori nani kurwira vanhu, Pakurwisa vanhu
Zvaiva nani kuuraya hunhu, Pakuuraya munhuVerse 2:
Handitika ka Isirairi yoda kubuda pahutapwa
Zvabhuya mwari, amweni achatorwara
Rambai muchiomesa moyo mazvihwa
Tichashinga moyo seshumbaBasa rekutumwa rakangooma zvaro
Vakakomborerwa vanobata nemaoko avo
Zvimwe uchatumwa kunobata chibharo
Kana kuuraya ane nharoChorus
Verse 3:
Nemi mapurisa mutye Mwari mazvihwa
Zvimwe hazvisi zvekungonzi enda unosunga
Vanhu hadzisi mhuka
Vanhu hatisi mhukaUsandikandira mateargas,
Dai matotipa gas iroro tibikise
Garai pasi
Dai matondipa gas iroro tibikiseVasingagoni kutiza vanoparara
Vasina kwekutizira kungoparara
Varipo vakaremara
Vana havagoni kutiza kungopararaChorus till fade
Back to top