In the past I have prevented people from trying to remove Mnangagwa through demonstrations says First Lady

Speaking at the Presidential Youth Interface Rally in Bindura on Saturday, first lady Grace Mugabe claimed that she had protected Vice President Emmerson Mnangagwa from people who wanted to remove him through demonstrations. She claimed that she had advised the parties to talk to President Robert Mugabe instead as he is the one who had appointed Mnangagwa.

Said Grace,

Zvino chiripo panapa ndechekuti ndakafonerwa nevanhu zvikanzi tinoda kuti tiyende nemi mustreet kunobvisa VaMnangagwa. Inini ndikati handibvumirane nezvinhu zvakadaro nokuti mukatanga kudaro makurwisa President nekuti ndivo vakaita appoint VaMnangangawa: hazviite.

It was last year, three days before celebration yebirthday yaPresident ku Masvingo. Ndikati mukuona tirikuyenda kuMasvingo kunoita celebrate birthday raPresident asi makuda kukonzera mhirizhonga vambonyanya kutadzeiko zvamunoda kuti tinoita demonstrate. Kana musingafare navo endai kuna baba. Kana vanhu vasingafare nezvinoitwa naVice-President endai kuna baba monotaura.

More: Sunday News

 

Download the Pindula App for a better user experience.

Join WhatsApp & Telegram News Groups:

WhatsApp Group: https://chat.whatsapp.com/Lola0p7vo0W5H9lM3o5HCH


Telegram Group:

Back to top

Write a Comment

Your email address will not be published. Required fields are marked *