HomePolitics

Mugabe speaks on successor's qualities

7 years agoMon, 27 Feb 2017 03:20:25 GMT
Share on FacebookShare on TwitterShare on LinkedIn
Mugabe speaks on successor's qualities

Addressing Zanu-PF supporters and well-wishers who attended this year’s edition of the 21st February Movement celebrations, President Robert Mugabe said that his successor should be strong who will not reverse the land reform programme. He also said the person should have traveled the revolutionary journey without turning back.

Said Mugabe:

Ndinenge ndichitarisa kuongorora kuti pamhuri yandinayo vakasimba ndevapi. Vane rwendo rwurefu, vasingadududze ndevapi. Ndovatinenge tichitarisawozve musi wacho kana wasvika nekuti hatidi leader anozoti, haa zviya zvaiitwa naVaMugabe zvekutorera varungu mapurazi zvakashata ngativadzoserei. Apo ndopatingabatirane tsvimbo. Kunyange taenda mudzimu unomuka kuti mave kupa zvakare nyika yedu kumabhunu. Ko icho chativava chii? Ndiri kudaro nekuti ava vatakange tinavo nezuro ava vana Mai (Joice) Mujuru ndozvavari kutotaura kuti tichadzorera mapurazi kuvarungu tichiti ah saka nguva yese yatakange tinemi ndopfungwa dzamunadzo. Pasi nemi. Hatidaro.

More: Herald

HOT DEALS:
itel A70 -
(128GB, 3GB RAM) $89,
itel A70 - (256GB, 4GB RAM) $99
itel P40
(128GB, 4GB), (6000mAh) $99
itel P40
(64GB, 4G), (6000mAh) $93
Cash on Delivery in Harare & Bulawayo. Tinotumira kwamuri inosvika.

WhatsApp: 0783 450 793

Tags

0 Comments

Leave a Comment


Generate a Whatsapp Message

Buy Phones on Credit.

More Deals
Feedback