HomePolitics

Mugabe criticises Trump for threatening North Korea

6 years agoTue, 26 Sep 2017 01:56:52 GMT
Share on FacebookShare on TwitterShare on LinkedIn
Mugabe criticises Trump for threatening North Korea

Addressing Zanu-PF supporters at Harare International Airport after his arrival from the United States, President Robert Mugabe criticised US President Donald Trump for threatening North Korea.

Said Mugabe:

Ko imi kana muine bomb, ko chamunorambidzira vamwe kuti vachiitawo mabomb chii? Kana mabomb aya achinzi akashata, anouraya vanhu nenzira dzakaipisisa torasaka tese tese, kwete kuti mosarudza kuti idzi ndonyika chete dzinosungirwa kuita mabomb aya, asi dzakaita sana North Korea hatide kuti vaiite. (If you have a nuclear bomb why do you prohibit others from making their own? If these bombs are bad because they kill people why don’t we all dispose of them rather than to say only these countries can make nuclear bombs but not North Korea?).

Ndopakarambawo veNorth Korea vakati tinotoita redu chete. Zvino vaive vachiita matests vachikanda mamissiles anonosvika achiputikira kudhuze neAmerica asi ari mumvura. Zvino maAmericans vashishidzirwazve. Zvino Trump haasi kuda izvozvo zvikanzi kanyika aka ndinoda kukadzima. Kudzima imwe nyika iri muUnited Nations. Yakazvisainira pachayo kuti tiri kujoiner United Nations. Hazvipo pamurawo weUnited Nations.

Tose, big or small, tinonzi nemurawo weUnited Nations we are equal. We are equal members. Hapana member inosungirwa kuzvisesekedza mberi kuti ndini mukuru, itai zvandinoda. Ndozvandakarambaka izvozvo. Kwete. Hapana hukuru kwakadaro.

HOT DEALS:
itel A70 -
(128GB, 3GB RAM) $89,
itel A70 - (256GB, 4GB RAM) $99
itel P40
(128GB, 4GB), (6000mAh) $99
itel P40
(64GB, 4G), (6000mAh) $93
Cash on Delivery in Harare & Bulawayo. Tinotumira kwamuri inosvika.

WhatsApp: 0783 450 793

More: Herald

Tags

0 Comments

Leave a Comment


Generate a Whatsapp Message

Buy Phones on Credit.

More Deals
Feedback