In the past I have prevented people from trying to remove Mnangagwa through demonstrations says First Lady
Speaking at the Presidential Youth Interface Rally in Bindura on Saturday, first lady Grace Mugabe claimed that she had protected Vice President Emmerson Mnangagwa from people who wanted to remove him through demonstrations. She claimed that she had advised the parties to talk to President Robert Mugabe instead as he is the one who had appointed Mnangagwa.
Said Grace,
Zvino chiripo panapa ndechekuti ndakafonerwa nevanhu zvikanzi tinoda kuti tiyende nemi mustreet kunobvisa VaMnangagwa. Inini ndikati handibvumirane nezvinhu zvakadaro nokuti mukatanga kudaro makurwisa President nekuti ndivo vakaita appoint VaMnangangawa: hazviite.
FeedbackIt was last year, three days before celebration yebirthday yaPresident ku Masvingo. Ndikati mukuona tirikuyenda kuMasvingo kunoita celebrate birthday raPresident asi makuda kukonzera mhirizhonga vambonyanya kutadzeiko zvamunoda kuti tinoita demonstrate. Kana musingafare navo endai kuna baba. Kana vanhu vasingafare nezvinoitwa naVice-President endai kuna baba monotaura.
More: Sunday News
HOT DEALS:
itel A70 - (128GB, 3GB RAM) $89,
itel A70 - (256GB, 4GB RAM) $99
itel P40 (128GB, 4GB), (6000mAh) $99
itel P40 (64GB, 4G), (6000mAh) $93
LATEST:
itel S24 (128GB) $124 (108MP camera)
itel S24 (256GB) $159 (108MP camera)
Cash on Delivery in Harare & Bulawayo. Tinotumira kwamuri inosvika.WhatsApp: 0783 450 793
Tags
0 Comments
Leave a Comment
Generate a Whatsapp MessageBuy Phones on Credit.
More Deals