HomePolitics

Video: Mugabe explains how Moyo's grudge with Mnangagwa started

6 years agoSat, 09 Sep 2017 15:55:10 GMT
Share on FacebookShare on TwitterShare on LinkedIn
Video: Mugabe explains how Moyo's grudge with Mnangagwa started

President Robert Mugabe recounted how the fallout between Professor Jonathan Moyo and Vice President Emmerson Mnangagwa started. Moyo’s fallout with Mnangagwa started after the later failed to defend him when the Tsholotsho Declaration was exposed.

Said Mugabe:

Uyu anonzi Professor Jonathan Moyo hameno kuti vakasiyana papi naana Cde Mnangagwa, pane Tsholotsho. Vakamboita Tsholotsho vari pamwe chete. Vaiva kokana na Gushungo uyu arikubhora uku, Chiyangwa. Ndokwavakavamba ikoko zvichinzi ma chairmen ose ngauye vasangane ikoko kwaZvimba kumba  kwa Chiyangwa. Havo murikitira ma chairpersons vonosangana ikoko ndokwavaironga ikoko kunzi ah aiwa vaMugabe vanosungirwa tivareplesere. Tosapota ani, tosapota Mnangagwa. VaMnangagwa vakanga vasiko ikoko asi vana Chiyangwa naana Jonathan vaive ikoko. Hezvo vochizobva ipapo zvonzi ngatichinopedzeserai nyaya dzedu ku Tsholotsho kwaana Jonathan Uyo wainzi ndiye mukomborerwi waiitirwa izvozvi, kana akanzi huya ikoko akatadza kuenda ikoko iye anoiti ndakanga ndakabatikana nezvimwe achitaura kwandiri. Asi vakanosungana kuTsholotsho ikoko isu ndokubva tazvidimbura. Tikati ah hoo ndianani vari kuTsholotsho? Ndokubva tavaranga vamwe takava suspender zvakati kuti, naiye Jonathan zvimwechetezvo we suspended him. But anoti it is at that point yaakaita differ navaMnangagwa because Mnangagwa did not come out to support them. Wakangoramba akahwanda ari distant from them. Havo vosuspendwa asi wavakanga vachirwira haana kubatwa ne nyaya yacho nkuti haana kuenda kwwaChiyangwa haana kuenda kuTsholotsho.

Watch the video below for the full speech by Mugabe:

HOT DEALS:
itel A70 -
(128GB, 3GB RAM) $89,
itel A70 - (256GB, 4GB RAM) $99
itel P40
(128GB, 4GB), (6000mAh) $99
itel P40
(64GB, 4G), (6000mAh) $93
Cash on Delivery in Harare & Bulawayo. Tinotumira kwamuri inosvika.

WhatsApp: 0783 450 793

Tags

0 Comments

Leave a Comment


Generate a Whatsapp Message

Buy Phones on Credit.

More Deals
Feedback